Apa mwana wamai vako ane mwana chirema chawakatuka left right and centre
Unobva watoona kuti upstairs dzacho hadzimo
Gogo musalad chaivo vane chirwere naDoreen iwewe uri unknown asi unotuka Murandanyoro mumba menyu varimo vakunwa maArv
Wakati baba vako vakafa vazadzwa chirwere nagogo musalad regai ndimbooenda kumaarchives ndodzoka
Pana Doreen pawaimutuka ukati ane chirwere mai vako chaiwo confirmed it .
So aluta continua we all know kaunity ndekwkumama soon chinenge chakaherereka
Pedzerana naFeridhongo nekuti apa ukutozvitukira vanhu vemumba menyu wega