Target market chiiko kikky Badass
Anomboimba kutiiko
Dai pasina magaro neverse repaFire emoji vamwe tisingamuzive mufungeUngati pahuro pakambotambira baba Harare.
Ashley you deserve kokokoraKna music yako ichingo bhowa tongo kuudza pa fair🤣🤣🤣🤣🤣zvekuti kune vanoifarira or vasinga farire ratova drama as long wa understand kuti hatizi tese tikunakirwa naya bhoo🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙌🙌🙌🙌🙌
Ashley Gapare Rumbidzai ndokumbiro kuyita shamwari yako kunevhanu varikundinetsa kumasendirine .Ndokutemba kuti unovayita iyi wayita Kiki 🤣🤣🤣Kikky anotuka vanhu kuipa iye aine face yakareba zvekuti dikita rooma risati rapedza kuyereraSaka kuita magaro ne makeup ndiko kufunga here . Dai aifunga dai ava parinani akatangira
Ana Hillary chi slay kwini izvozvi Hillary haitiwe Slogan akangofana nana mai Ma twins vanodya mari yenyika vari kumba uyu magaro ake same level na bev ku povoAshley is beautiful therez nothing wrong with her iye anoti fix your face ko yake kkkk maonini sandi kunaka hama weeeIye Kiki ngaabvise makeup
aone kuti akakundwa kunaka naAshley nekure and ukaona munhu akunotsvaga mapics aewa masports apedzwa 🤣🤣🤣Kikky is not the one to talk about someone's face. 🤣 🤣 nema shatiro aakaite iye. Face kunge ngozi yema chawa!!!