Lonlisha Ave Kudanana Na Emmerson Mnangagwa Junior

Pane munhu akambonyora ku live ku tick-tock kwa lonlish kut musamunzwire tsitsi arikudanana nemwana wa ED vanhu vaka attack comment iyoyo yuhwiiii ko ichokwadiLonlisha akudyiwa ku First Family

 

 

 

The 1st family have heavily invested in sekisi. Even the father loves toto maningiMunhu kadzi wese akawana mukana wekudyiwa ikoko anotoenda saka siyayi awana mukana adyiwe achidyawo mari yenyika

 

 

 

 

ndiye adii🤷‍♀️Akagona mwana anoda kuchengetwa maizomuchengetera here let her be .kunze kwakaoma uku .apinda uyu makawanda mokudawo kwa president ikokoUmmm zvepasi pano zvakaoma hapana kana gore haaa panga pasina true love saka kwaiva kutungana kwembudzi

  • Share: