Saka ndinyengeiwo anototyisa ipapa vanhu hindava muchida kungopa munhu mbiri yaasinaProblem yedu pazimba munhu akangoita kambiri wakutoona kunge akasiyana newe takangofanana
why Kudal kumumhoresa iwewe iye ngauya akumhoresewo ka ini ndotoita kunge ndisina kukuwonaIni ndakazvitadza zvekumhanyira munhu nyangwe ari celebrityAne basa reiko
wekuti ungatya and why would you want to greet her though. Haaana kana basaAnovhaira plus kuzhangandiraTakambosangana naye kwaMutwemwa uyu akatidadira haa unonyara wani apo wafarira munhu nemoyo weseRine pride isina basa apa rakashata futi