Muzimbabweans sei muchiitira moyo wakaipa kudai nhai veduwe?Ndinogara udzwa nyaya dzakawanda dzema Zimbabwean ari diasprq ,nevari kunze muAfrica kunana South Botswana munoitira utsinye, munourayana pachenyu munodzingisana mabasa?why ruvengo rwakadaro
Huye guys I advice you my people musatenga maphone akabiwa nyangwe achipe sei vakomana
Inzwa imwe version yevakadzi vakidnapiwa
😢 😠😿 😢 😠😿