First born akafanana na baba vake. 2nd born she is still very young kunzi akafanana nani chero kunzi namai vacho it's still early ndiri mu ward yevana vasati vasvitsa gore vese vakaita kunge mudiki uyo.
Malia Matipa Dzaburukangonidzaishe Munetsiwa😍😍Mwari vane va Tyra chokwadi kunozvara ngoni ku tetelicious ashaye guhwa ne ma bhombo ake ose ayihukura akati Mira ndivanyadzise dutu remhepo rishaiswe Simba haah kuna
Mwari kudenga pasi Pana sataniWhy vanhu vasingade Madam Boss to rest kani? Why do you want her to always be justifying her life to you? This is so wrong at all cost. Please allow her to enjoy the baby she longed for. Once you create rumours you cause a rift within the family and it's not good, shez also human kani.
Beautiful baby Tarisai and Ngoni 😘Taurai tinzwe. Vanhu zvimwe zvinhu tinofanira kutaura tafunga. Tyra besides a socialite she is also human who feel pain. Zimbos we have a lot to learn pane kungotaura kwatisina kuswera. Madam Boss let her enjoy her marriage in peace . I BEGVaya zvekuti silicone... Hoyo silicone uyo.
Ko vaya vekuti mwana akatengwa, hoyoo.
Ko vekuti Mohadi, muviri iri sei?
Ko vekuti Peaches?
Fellow (women) socialites vaiita maLive , hi there