Zveupenyu hazvinzi ndaapamusoro hee wat wat ..Mwari wanomuka wakazvishandura zvese saka usafurira tarisai uyo.its good to appreciate vanhu wamakatanga navoHandione zvichiita kuti urambe uchiposta vanhu ava.Ndiwe wega wakaita zvine musoro ukabudirira necareer yako zvinoyemurika chose.
Usade kuvayeuchidza avo kuti vakakundikana mulife.One arikurumwa netsikidzi kuChikurubhi, Gonyeti ndakapedzisira kunzwa zvichinzi amwiswa mvura yemuchemba ine manyoka.,Maggie akungohurawo nevarume vevanhu .Vese vari 3 hapana chisvinu chakabuda saka uri kuvaposterei?
Kuda kuti vatange kuchema chete. Posta Dzabu kana washaya zvekuposta.Takangomirira kubva musi wa12July kuti tiwone face yake..Ndiwe waposter kupage kwako now wakuuya uchitaura zvisina basa kuno kumafira kureva uri kakangamiti kanyoka kanotya vanhu
Aposter kuWall ndiye uyu aposta pano 🤣🤣🤣🤣mukushayaka nyaya mamajaira kuposta tumaEmoji twekuseka nyaya dzaFelly muchiita ma20k likes for now gararai pama 2k ipapo...wototenda Dzabu anokupfuudza 10k