Madamboss Voudzwa Usakanganwe Following Yako Wakaiwana Pasocial Media Not KuZanupf Kwaunozunza Ma..ga..roo

Bhishu rekwaNgundu iri rinotemba kuzonoshekera mhatur madhara ezanu ๐Ÿ™„๐Ÿ™„

Well done csection

 

 

 

Madam Boss you are as fake as your skin tone Usakanganwe kuti following yako wakaiwana pa social media not ku zanu. Chinokupa kukwirisa mupfanha wa ngoni. Now I understand why cat family ichiti uri fake.chinokupa kuzvara wachembera pfambyVanhu vanoteerana nezvima socialites izvi kushaya zvekuita here kana kti ?

 

 

 

problem yenyu ndeyeyiWhy do you follow her, why not unfollow her. Ini I don’t follow coz there is nothing I want to see or hear that comes out of her mouth.

 

 

 

Lets unfollow her muroyi uyu siesChokwadi tese tochiziva chero mutuke sei haasi aita kut ZANU ihwine kumutuka kana kusatuka kupedza nguva ZANU yakabvira kare ichibirira endai ku page re Zanu munopedza shungu vanhu vakuru kuita kunge vana vadiki monyadzisa

  • Share: