Mai B Madhumbe Wa Madamboss Vowana Avapa Mari Yestand Ne Business

Unenge uchimbo puhwa mari ko yekut unotonzi garisa chembere yakadai pamakumbo huyai ndikupei mari mai Bee mutange business renyu kwete zvekuswero wacha mabhrugwa emumwe mukadzi changamuka mhai kutochembera kwamuri kuita uku kana imba hamunaBut pa fare munhu u can't be a maid for life even mwana chaiye anokambaira anotarisirwa kusinuka ofamba akaramba ongokambaira for life the parents end up going to see a physio therapistHamusi kuvaziva vasikana vanobatwa zvakanaka ivo vobva vanakawo moyo anopedzisira akukutonga pavana vako coz bond yacho inenge iri that strong akuziva zvese zvinodiwa nevana. Ko makuhwa kunyeya nevana haaa mamaids manyama hamusi kuaziva imiMadam Boss handmufariri 

Nyaya yekutora shamwari dzevanhu

Nehunyoka ummn Mwarika

Mukadzi uyu bodo

  • Share: