Musanyeperane if you cause people pain, people will celebrate your downfall, kuno kune indictment irikuto celebretwa. Zimboz sooka, we don't join hands and sing kumbaya for people who benefit from stealing from others. Hatidye imbwa nekunyara.Nemaceleb biyake zii kunge vasipo Mai mwana kana one aposta achiti it is well Mura. Vanhu vaneta nehunhu hwekiti. Kiti inoda kumbodisciplinwa iyi. The way they are minding their business ka! Ungatoti hapana chirikuitika mutown idi oo🤞
Haavengwi uyu but hunhu hwake ndohunovengwa kunyanya mukanwa make munoda Jik chaiko. Dai apiwa zvimakore mukati. Mbavha yomunhu.