This is a simple case of ndamba kuudzwa … she does not take good advice from anyone … idofo Feli. She failed to think about her reputation. Now anoshandepi ? Apa brand ratotsva … apa chikoro haana … what a shame really.She wants to prove to people kuti ndakapenga ndo problem yake chete chete then those that claim they love her "vana go Mura" havamuudze chokwadi instead vanongokuza zvese zvese nehumbavha hoyo munhu anyura. Iko zvino munhu akujeri ko ngavachiite mudeme mudeme vabatsire tione. Social media iyi either it can build or destroy you.