Maitt Vakambopa Zimbabwean Women Pressure Especially Zvima Dongle Mom Zvekujoni Kana Usina Kuvaka Apa Hauchazoita Stand Neimba Futi

Yaaa only kumasingle mother akambovapa pressure zvekuti munhu wese Aida kuve samai titi zvekuti akadii zvaive zvisina basa chandoziva Jeri rakagadzirirwa munhu iko kuenda kwaakaita akudzoka anehunhu hunyowani and anenge adzidza zvakawanda uye zvadzidzisawo masinguru mother kuti vagutsikane nezvavainazvo vasazode kuwedzera nezvavasina vachiti ndezvavo zvisiri amenπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ Mai TT asika pfungwa dzake chaizvo dzinombonyatsomunyepera Seiko kkkkkk so afta kutorera vanhu Mari aifunga zvichangopera zvakadaroMazuva ayaaa ummmmm pressure yakapotsa yandirombesa namwari ndikat vamwe varikurarama life munyika umuuIni hangu I was motivhetedhi ne birthday haa BF yangu yaka$300 zvikanzi for the first time oh mari iyi tengawo zvaunoda coz I saw comment kwamaiTt Tinashe ndiye anonzi murume Kkkk handina hangu mari yekutenga mota but zvifadze ne$300 ..Thank you my love..pazvakazonzi ifake akandibvunza kuti saka ndiani anonzi murume chaiye ndikati still ndiTinashe nekuti akakupa pressure..Achingoenda kumba kwavo bvandaitwa blocked,,only to find out kuti mchinda atove kuchando ndakazongoona mapics kustatus yevamwe...Imba yainzi ndeya tete mildred wani,ku dema yaingova ground it wsnt a house like thisBut ane zviwindi kutora mari yevanhu wowakisa

  • Share: