Musikana uyo arikunzi ashaya kuPretoria kunonzi kuplastic view .Afa achichekwa chekwa nemabhodhoro uye anobva Checheche saka hapana aziva
zita rake or kuti mwana wekwaani zvimwe pane angamuziva sorry kumeso kwavharwa uko hakutarisike kaviri akachekwachekwa nemapanga and bottles....
#Copied
Hanzi hama dzakuziva nezverufu kwasara kuzotakura chitunha.Akachekwa nemusutu pabhawa pavaitengesa muviri muchiroom chavaikecha.