Trevor Dongo Apisirwa Mumba Ne Girlfriend ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ‡¿ðŸ‡¼Anzwa bhata munhu ngaakure asettle downzvechinherera izvi..... Ari kuregererey kuroora nanhsyVakadzi vakadhakwa dai pasina vakadzi pasi pano tichinakirwa neLife nxaaaaaKwane
Mariro here kwa Dongo kwacho or paita miss target. Nyaya muri kumbotipireiko half imwe ichisaraZvizere First CommentVarikuti here mjolo momuziva mushe here anomuka makuseni akati sorry bbe next time usazotsamwa kusvika pa level rakadaro 🤣🤣🤣🤣