Haa Pakaipa iye mwana we kapo iyi think kubva musiwaanozvarwa anotobuda achi chema using the mha..... language 🤔🤔from the parents genes iiih 😂Haa tuma relationship tezvimapenzi zvechinherera nherera
zvakaoma hanzi baba vataura ipapa 😂😂Mukomana uyu anoti kushata agoti kutaura mavulgar 💔 apa ari murelationship inototyiwawo naSatan pachezvake