Vakatoita 6 months training vakatoita pass-out here ava.
Widzoo apedza futi nhasi.They need to be having side arms kwete zvekuvhundutsa vanhu nemigoti ,,hazvisevenziZim police needs guns varikudherereka how are they going to protect vanhu kana vachiitwa yese yese kudai.
This is so embarrassing ko dzimwe nyika dzichiona this kind of videos dzinofungei nekanyika kedu huye ndasvodaBut at the end of the day ndopaunoona kuti avoo vakomana vanokushanda kana vakubata
Unogona kuonererwa hako uchimirova or kutora mboma iyoo sezvaari kuita izvaa but hazvina ma munites reaction team inenge yapindira n apo unoenda ku court straight