Oh my God…I am watching Domestic Issues on Youtube.Murume wekufona last week ane mukadzi ane zvikomba 22 hanzi akazviuraya …Yataurwa around the 1hr 53 mari nyaya iyoyo.Just sad
…..When he was asked naTildar about it akati mukadzi ndichiri kumuda handikwanise kumuramba cause ndinozowana mumwe ari worse than iyeye and I wondered kuti rudo here or it was fear of the unknown 🤔 or anga akarohwa nechiveve chePain
Pedzezvo oti first wife yakamurova same skiri futi pakaipa.Vanhu zveku cheater vanongozvidawo hazvo bht zvinokanganisa self-esteem yeariku cheatwa vamwe vari strong they can forgive and move on but vamwe they cant its sadHanzi vanhu vavoti wakadyiswa ndovakamupa stress akazviuraya.Varume havana hana dzakasimba ,imba inotodawo munyengetero kukwira gomo
nevamwe,wogezawo nekupa mkadzi mari yese yawahora ndokuti asanetsa kkkkkk.Takavaudza kuti shiri yakabvuta rekeni mazuvano vakadzi havachachemi kana varume vanetsa nechihure vanongohurawo 50/50 😒