Muzimbabwe Vanhu Havasi Kurara Vachidyanana Zviweti Bota Chii Chirikukonzeresa Istress Here Mimba Nyika Yese

Zvovengwa naaroi chete izvi🥱haa vanhu varikuisana mudzimba umu ndapa kutenda🙌🤓Nhumbu inonyadzisa munhu wese anobva atoziva kuti wakakwigwaMakorokoto kwavari 9mnts hadzisi nyore seni ndototya kuita ndakapotsa ndafa pamimba yekutangaKo iro hwaga muroyi rakaita kubata ngoni kuti ndimitise inga wakamitisa girlfriend wani 🤣rikasiiwa pachena, kuita photo shoot nema evil spirits, wakameme waiseka chikiti iwe uchiti uri mumerechi nhasi wakunyara kubuda pachena kuti ndakarambwa ndikati ndimitise kutadza nyadzi, ngoni akati no I am seeking asylum 😂😂

  • Share: