What's the logic behind buying yourself a big car, mukadzi womutengera mshika shika?
Hakuna love yakadaroUmmm musashore book recover yacho guys nyasha idzi hadzimwe kune munhu but dzobva kuna
Mwari kuda malikes here nekushora umwe munhuwo zuro unomaimuti haazvare nhasi makuti aionepi mari
Amweni acho makaona vachindobate Nigeria ndopowozodzoka wobatana nema scams because unenge waaku believer kuti hurombwa hwaa kushanda.
Tichaona zvonzi mai havachina ivo ve kuromba.Aka nezvakari izvi🙄karikumbonyatso shanda basa rei rinokapa mari yekutenga mota 2 dzinodhura same week? Mukati vafana ava havasi kuromba nekuda competition? Because kana arima Drama haana mari ana Gringo vakangofa vari ana Razaro🙄