Parikupisa Lulu Chivhayo Apa Yoyoo Tsamba Iyoo

Letter To Lulu Chivayo

Lulu pawapinda wotosunga dzisimbe.

Vana Tete vako vakawandisa uye pane vakadzi hapashaye mutauro.

Zvakadero Lulu Zvara zvekuzvara zviya kana 5-6 VanaChivayo vako uzadze imba.

Wapedza ita zvemba yako, KuSowe

Inda, gemenzi pfeka. Vhura kaBusiness kakovo kekuti unobudawo kuseni uchigezavo wonodongorera wodzoka kumba. 

 

 

 

 

Pamba pakabhowa, inda kuSpa, holiday shopping zvako and vana vako 5 vaya vachikurawo wochengeta zvana zvako wakanyarara mari uchidhla.

Vakira Hama dzako maBhisiness nevabereki uchichengeta.

 

 

 

 

 

ZvanaTete izvo zvifonere, zvide kunyangwe zvichitaurisa pamaBirthday tumira zviruva nezvikeke. Tamba yakangwara .

Vaka merechi yako mukuzvininipisa asi wakavhura ziso rekugotsi.

Vhurawo zvimaOffshore accounts uchiisa mari faster faster nekuti hupfumi hwenyu

 

 

 

 

Uhu nyika yatiri haina kumira mushe zvinhu zvofuma zvachinja. Lulu ngwara huye Lulu bvuma kupusa. Imba yako murume wako vana vako.

  • Share: