Pastor Ve Christ Embassy Randburg Monalisa Choga Oponda Musikana Webasa Arikuda Mari Yake Ye Pay

Kuna Pastor Monalisa Choga in SA Randburg vari kumbunyikidza helper wavo , we need help please

 

 

 

 #fbviralMonalisa agara anoda zvemahara ,kana manga musati mamuziva ibvai mamuziva .Shandira muZimba at your own risk muSA.Ndatova kupage re Christ

 

 

 

 

Embassy Randburg handei tinopopota ikoko vanyare kuenda ku church kusvika vakumbira ruregereroChrist Embassy Randburg

Wetin be this?Munhu akushandira mupe mari nguva yamaka taurirana.

Munhu wapastor wozonzwai....most Zimbos vane zvidanho kuma church are selfish.

Vanhu ngavaparidze zvavanoita.

 

 

 

 

Pakadai apa unosweedzwa nenzara.

Unodirei maid if you can't pay herVarungu ngavaende isusu ma Africans we can do it anodaro ma Zimba akatiza Zanupiyefu ku Zimbabwe

  • Share: