Ko where is Ruby Lynn cosmetics? Kubvira zvaakaenda kuno chekwa nyama, akange ave kuita kunge ave kupenga.
Aaah zvekuchekwa nyama hazvina kumbomubudira kana ka1 akutoita searikurwara. Maziso abva asara akakuraRuby is a nice person haarwe nevanhu.
Akatomirwa statement yake yekuti hakuda mukadzi akashata namai vebhodhoVanhu vacho kana va chekwa nyama vanyanya kuonda vanotanga kuti vayirwara ndosaka vakaitwa surgery