Ehe zvekudanana vanogona vachidanana zvavo kana zvisiri zve social media but kunakidza havanakidze zvavo ndo chokwadi kunyanya mukadzi aaah handione chonakidza zvangu pavarikudanana kubva vasina chavainacho , kuita build together. Zvinodadisa izvi. Vazhinji kungoita mari vakutoita masmall house, zvatodhakwa . MuAfrican anonetsa mhaniI love them..
They should just learn to space their stuff
.kwete pikerere so that vanozvipa time yekutsvaga content iri exciting.
Otherwise they are a cute couple. Let's continue to support them.They deserve to show off shuwa coz love yakadai in this century is now expensive and rare to find.
Someone who will love you usina kana cent kusvika zviite moramba futi muri mese rudo rwotofaya wesi futi in good and bad times
Believe me that kind of love is rare to find they deserve to celebrate and inspire others
Kudoz to themIni ndiriumwe aisanyatso nzwisisa content yaTarrie-Martin.
Chandakazowona varipa kuratidza kunakidza kwekuva muwanano nemunhu anokuda.
💯 Soul Mates Manyama 💯