Tatelicious Onzi Arikushaya Chokwadi Kembo Mohadi Kuita Baba Dzabu Watinoda Tese Here Mazimbabwean Ochema

Imi ba Tanya tsvagai traffic zvakanaka last time you said Fifi mwana wachiyangwa ende v11 racho Manga musina maingoti hanzi 2 mukanyepa futi Melissa makwasha Pfuma yakadzoswa boom now makuti mwana wamadam boss ndewa kembo mutikwanire when it comes to kids hamufanhe kudaro hapana akamboti iwewe hawusi wekarigambe those things will affect vana ivavo kana vakura usatiwudza rubbish kunge wakamedza bin iriwo zi scud evidence rowuya richitaura zvema tax taura kwamunoswera hatidi mahanzi bring v11 sezvamangoita panyaya dza fellyYuwi madiro amunoita mafundis enhema nemasoshalaiti dai ariwo madiro atinoita MWARI kudenga taienda mumwe anotozvimbirwa nehasha kut soshalaiti yake yatukwa kkkkkkkkQueen is right, when she is bullying other people munomusekerera, now because she has touched the mighty one nakuzhamba. Remember there is a prophecy irikutenderera kuti pane wavarikudabana navo ichabuda.Ndezvako izvozvo famba baba Tanya famba nebasa nekuti nhasi zvirikwa nyoka makaura SatanFew days ago Tyra posted a video of you thanking you for congratulating her then boom nhasi wakutaura tsvina muroyi wechirume anoshungurudza vanhu kadzi kuto pfuura ngozi chaiyo.Apa Madam boss life yavo ichiendeka zvayo nezvana zvavo zviviri zvekuti ndewani uyo Ngonidzadzaburuka atinei nazvo asi paBirthrecord pakanzi Dzaburukanyashadzezimbabwengonidzaishe Munetsiwa zvimwe.zvese raDrama ko vanohengewa riiniko Vana Tapiwa naTafadzwaTaura munyori kuita kurwadziwa ashaya content akamboita zvetelegram harina kuririra feli haapo rakutsvaga content nekunyepa paya rakamboti Tyra haana mimba ndosaka hupenyu waro ukuramba huri panzvimbo 1 munhu akaenda kuchando kare anodzengerera kunge ngozi ukutsvaga pekugara

  • Share: