Tete Mildred Vanenyaya Saka Vakazobiirwa Mari Namaitt Mukadzi Mukuru Ketty Said Ndikakufumurai Munowengwa Nehama Dzenyu Dzese Surre Kupa Mari Dzekuurayisa Vanhu

Awa mai awa wane nyaya ndosaka Ketty akati ndikawafumura wanowengana nehama dzese. Ndowaipa Feli mari yekupondesa vanhu zigadzi ziguru nonsenseTete Mildred you have a case to answer. Makapa kamuchacha mari yekuti arovese munhu akafa. Huh panenyaya kana chiri chokwadi

  • Share: