Tinashe Mugabe DNA Why Kupa Mai Ava Chikafu Vari Toxic Waifanira Kutobatsira Murume Wacho

I'm not happy pane munhu Ane dzinokakata anoona Kuti this is nonsense murume uya ndiye Anga achitoda help Mai iyi iri Toxic uye ano abuser ndeye kumama Mai iyi rambai muchiipa chikafu sitereki but karma knows the adressTariro Muduzi murume anoda help yei iyee anga asingachengeti vana akatora mkadzi ane 16yrs arimhandara kwakumuzvarisa coz akuhura akuti vana havac vake maresults obuda achit vana ndevake murume wepiii anogara muchirugwi achizvibikiraThank you Tinashe mugabe🙏🙏 Soko vanoto sekererawo nhaiRegina Mutanha Ngwebu une proof yekuti haazi kuchengeta Vana ,Havana kudzinga murume pamba? Vanga vasingarambe here offer kumurume kurasa kunyange nyama nekuti vaive vave nemission imiEhe tinosekerera tinoda mari ,chikafu nemunhu wacho zvese 😂😍

  • Share: