Chihoro imbavha kani bvunzai ini....hapana kana zvozikanwa apa....kana kurombesa kwacho handifunge anokugona Memory uyu 🤣🤣🤣🤣....vana tytie vari pabasa ava
Tytreku advertiser mbavhaVari kuti vana tyite vanyadziswa moti dai chiri chokwadi vaposta video iri here kuvhara ma1 kwa gogo chihoro ukuuNdavanyarira vanzi no cameras. Dai vambomira zven'anga they are still young.
Apa kiki hasati ayitawo ne kunoona vabereki busy kuzhinyira n'anga yooMai vandoshare navo patinogara vakashaikirwa nemwana zvisina tsarukano, vakatora hardly earned $150 kuenda kwachihoro vakadzoka vachichema pasina chabuda