Ma promoters muriko here uko??
Uk Canada, us ,Australia, South africa ,Germany promoters muriko here,? Musadeedze vanhu vese varikuti ED pfee nekuti mhomho iri ku diaspora yakauyiswa ne nhamo irikukonzereswa ne zanu
Most people vaka seeker Aslyum nyaya yaive yeku Tiza Zanu , invite artists vanomira ne ma citizen Ana Winky D etc I think munoziva ma artists asingaiite zvematongerwo enyika
said it nezuro.zvatotanga ....i hope zanupf will support them till they die.or vachangoita marombe sana Tambaoga.its another Tambaoga story repeating it self🥹🥹.......singing pa rally n endorsing zanupf are 2 diffrent things .ndofunga vakashaya akavaudza vana ava😢😢
Andina kuzomufarira mfanha uya kubva pane yaWinky iya.. Dzunku vafanha ava chiiko munhu wese achitambura kudai.. Yes your political choices are yours but to embrace it like that publicly 🤮🤮Seni ndoshamiswa nevanoti Ed pfee Zimbabwe ichitambura kudai guys asi hamuna kuona Video rapostwa na
Pamelah Tamirahh here munhu achitengesa ma kdn ake nema coin eku Zim asiri kuziva hama hakuna kusvorwa kunodarika paye Mari yenyika yedu kushaya zvainoshanda ivo vakuru variko here hakuchina zvese zve madonner zvaivako kare plan BEM zvese zvakaendepiko chiii chinonzi
ZANU Pf nherera dzisiri kukwanisa kuenda kuzvikoroIni ndoda kungoziwa kuti wanopihweiko chaizvo looks like ma youth ese ndokwaaperera, I think wari kupuhwa mazimari chete turnout yacho yanyanyisaThose who support Zanu Need to be Banned in this Group futi 😑 vavhure Ravo reMarombe