Vavhura hombe usanyepera kudzungaira iwe magayaVavhura hombe usanyepera kudzungaira iwe magayaProblem ndeyekuti vanhu vanokurumidza kujaja munhu but hakuna munhu anopenga zvekuda kutsvaga mbiri naprophet.Kune maprophet ekuti haatarise chimiro
Chemunhu like zvamuri kutarisa but vamwe vanorara nevanhu coz vanoda kutora zvipo zviri pavanhu vanhu vakaziva izvozvo vanobatsirika.You may be shocked to find out she's saying the truthHazvina kunaka kuti muzimbambwe ushaiwe data zvirokwazvo haunga ijoye
Prophet ndivo vakatoshevedza mukadzi uyu muchurch, yanga yatopera church service vakatomisa vanhu kuti musaende vakashevedza ma camera man kuti a recorder everything saka dai vaiizviita private vaizouridzirei the whole world kuti ndizvo zvirikuno, ngatiregai kungoda kuvenga nepasiripo.