Zanupf Hurumende Yopa City Council 48hours Yekupunza Dzimba Dzevanhu

BREAKING: Hurumende yapa makanzuru ese emunyika maawa makumi mana nemasere (48) ekuti ange abvisa vanhu vose vari kutengesera munzvimbo dzisingabvumidzwe. zvi zvaziviswa negurukota rezvekutongwa kwematunhu, VaDaniel Garwe vazivisawo kuti hapana munhu

 

 

 

 

achabvumidzwa kutengesera mukati memaguta nemadhorobha nguva dzeusiku, uye vanofamba vachitengesa doro mudzimotokari dzavo varambidzwawo zvakare. VaGarwe vataura izvi pamusangano wavaita nevatori nevanhu nhasi masikati.

 

Ngatibatane Channel paWhatsApp 

 

 

 

 

Zvakaoma saka vanhu voraramirepi ayehwa zvakwana Munangagwa must goImagine other countries are busy building house for their citizens whlist Zim is busy destroying houses for its citizens. Zim is cursed country with poor leadership 😏Let's march to the streets in the very hour duration

  • Share: