Zimbabwe Police Munorova Vanhu Vasina Zvavaita Kasi Murikurarama Zimbabwe Yenyu Mega Here People Are Tired Of You Muchifurirwa Kuzvambura Vanhu

Mutown chakachaya guys murikurohwa munhu nevarume vakapfeka mahovhorosi ered neblack,I don't know kuti ipolice ere or masoja

 

 

Nguva ino hapana asingazive kuti unopinda mumba kwakachena guyz even kuma bhawa chaiko kufarisa kuenda kubhawa nguva ino munovharirwa mukadhindwa size inokwana.

 

 

Vane mota kutombomira kupinda nadzo mutown nekuti nguva yatiri iyi ma1 unosiya waka parker mota ukasvika yapiswa kutofamba nemakombi kukange nani kusvikira zvinhu zvava settledWas in town vanhu ummm vamhanya veduwe it was sad kurohwa kunge vana vadiki 😥Gumbo rank rikurwadza veduwe ndakikwa butsu kwakudonha pafootbridge asi mwari vanoziva havo 😢😢

 

 

 

 

Dear Lord pliz protect my blind father vanopinda mutonsi day Mudhara masvingo vanotengesa Pana corner bank naHarare hiii Mwarii ndipeii marii yakawanda ndikawanise kuchengeta baba vangu vanotengesa vasingaonii hiii zvakaoma 😭😭 Ishe pindirai tatambura isu vana vezimbabwe haaaa ko vanhu vatadzeii

 

 

 

The worsen thing ndambofunga mafunnies ndichiona vanhu vachidonha ndichikuvara nekuseka kusvika pakumbozviitira madrops eweti 🙌🙌🙌But zvakashata kurova vanhu vasina zvavaita, I feel sorry kuvanhu vakuvara nevanga vaine vana.Mapedza moti dzokai kumusha . Tine kumusha here isu . Imi vacho muriko muri vatorwa munyika yenyu .. No thanks ndogara hangu kuSA . I feel @home more than kuZIM ..

  • Share: