Mwedzi uno maghost ngatiitei dhora dhora tiripo over 240k pano toda kuraiser at least 200k toipa Chelsea wedu toda atenge mota yake neimba yake ozvitangira kabusiness kake achizvichengetera mwana wake akarambwa naMujaya.Kupa kune mufaro kunokunda kugamuchira.Huyai nemadhora enyu makasunuguka tipe kuna Chelsea wedu watinoda tese pano😊😊❤️Am a woman saye ehe bt ndomene haichemedze pane pamwe patinoda kuzotsvaga sympanthy muvanhu bt paikumurwa brugwa aizviona kunge ane yese...this only proves kti murume angaite zvimwe zvese bt kune kwaanonyatsoziva kti uku ndokwangu...zvinogaro taurwa bt hanty memuchiti munhu ndewaMwari hezvoi oooh ....iye Mwari panyaya dzakadai anototarisa hake kuside kti umbomamaAaah ndiye atanga ku mitiswa here Chelsea . She need to move in with life mukore uno you get pregnant nemunhu asina future newe what's that.Because Mujaya is trying to spite Chelsea me and other mothers we have agreed to give chelsea a head start.