Saka Ngoni akatokundwa nevakomana vechidiki simba Enzo ,Nijo ,Mutsvene gaming kuita vakomana 🤣🤣🤣🤣🤣Dai tachibvisa pfungwa dzekuti vanakomana vakakosha kupfuura mwanasikana this world yairaramika munezvakanaka😭This is not right on all levels.... Africans muchiri nekushora mwanasikana nanhasi shuwa. Hunhu uhwu 🚮Vana vese vakakosha dayi vasikana vasina kukosha tisingatozive nezvako wambotanga wafunga kuti mom's vako vakakutakura 9 months mukadzi 😎Mwana chipo chinobva kuna mwari Zvekuti abuda ari musikana kana kuti mukomana iyo ndo decision yaMwari manje , lack of knowledge mune ka problemKo MB vane chikapa chebenzi ka mhofela vanenge vakango buritsa ziso kunge varohwa nemgetsi.