Zimbabweans Oti Hatina Kukanganwa 2 September Munhu Wese Kuground Tirikuda Nyika Yedu Ibve Muudzvanyiriri

Saka tose sevana vevhu tazowirirana kuti we a REJECTING ma election akabikwa ne zimai iri nhaika? 

 

 

 

 

 

We are not getting younger. Tochembera here tiri diaspora? Tochembera here tisina kumbobata payslip muZimbabwe? We need a functioning country! We need a change of leader NOW. 

 

 

 

 

Takuda kudzokera nyika yedu. Nyika haisi ya Dambudzo mhani. Dambudzo we don’t want you. We reject you! Holy Fire 🔥 descend upon our EVIL oppressors!! 🔥🔥🔥

  • Share: