Izvi zvekungobatisa mhombwe mwana tyra kaa wakufarisa manje mwana haasati adonha guvhu uyo vamwe vanhu vane nyengeredzi hameno hakoSiyai mwana awonekwe usarwadziwe mwana unoroyerwa nehama ketsvina akat mwana wake akaiswa nyengeresi namai vake waniChinguri makabvira, Tyra nhumbu this nhumbu that, varoyi this varoyi that now mava mwana this mwana that hamunete here.Mama Vee Ndiye munhu anoda Tyra thru thick and thin so don't judge them pleaswZvekuti vamwe mhombe mozviwanepi imi muchirohwa sim 2 muchifamba muchiyeredza madhoti