Muchirikumuterera here kubva paakabuditsa song yeZanu pf🤣🎤🎤Ehe tinosekerera tinoda mari ,chikafu nemunhu wacho zvese 😂😍Stop spreading and preaching Political hatred. Zimbabwe is a Great Country. Democratic. Rega munhu aimbe zvaanoda. Previous years i actually enjoyed Listening to Mbare Chimurenga Choir.
Chibhakera mudengaIni agara anotondimara masongs ake andimade andidi vevanhuvanoitasenge avatadzi kaa ahShoko raMwari rinoti remekai vatungamiriri venyika ivavo..kana kukauya Madam Boss futi tinovarumbidza..aripo iyeye ndiye anoremekedzwa.. pamberi neshoko Pastor DhutsModa adiiwo iye atumwa nevakuru ini ndomuterera zvangu zvekutodaro andidi naye munhu uyu anogona zvakeIni zvangu ndagara handisi fan yemasongs ake so neyeZanu yacho handisati ndatomboinzwa 😏😏Mbudzi inodya payakasungirirwa chero dai ndirini chero ndisingazo muvhotere ndaitombomuimbawo kuti ndidye zvemaharaNdiwo maperero anoita vanhu ivava JP ari none ahazodudze zita remunhu chero hake akaimba politics zvekuzoti munangarwa izvo atove ma drama🤣🤣🤣 by the way sei asina kubanner iyu saWink D wo coz Wink kana vachiti akuimba politics asiZANU ahis politics kani