ZRP Need Help Kubata Ma Brothers Mhondi Tinei Chiripapa naGeorge Chiripapa
- Oct 15, 2026
- By Admin
HARARE — Mapurisa eZimbabwe Republic Police (ZRP) abudisa yambiro uye ari kukumbira ruyamuro kuruzhinji rwese rwungave neruzivo rwungabatsira kusungwa kwevarume vaviri vanova vanun'una nemukoma, Tinei Chiripapa naGeorge Chiripapa. Varume ava vari kutsvagwa nekuda kwemhosva dzakasiyana-siyana dzekuba nekushandisa chisimba (robbery) pamwe nekuponda (murder) idzo dzakaitika mumatunhu eKadoma, Chegutu, pamwe neNorton. Sekureva kwemapolisa, varume ava vanoshandisa surname yaamai vavo yekuti Chiripapa, asi zita ravo rechokwadi remucherechedzo wemhuri ndiMawarire. Mapurisa arikukumbira munhu wese ane ruzivo rwungabatsire kukusungw...
INFINITE INTERIORS COUNTS LOSSES AFTER NYATHI FAMILY FAILS TO DELIVER ADVERTS Company says it gave furniture on a service exchange deal for adverts, but no adverts were done and the family is not answering calls. Now plans to collect its furniture back. Ava takaitawo nawo survice exchange takavapa furniture yedu tikati moitawo ma advert hapana chakaitwa handitozive kuti vanoshanda sei kuvafonera havachotodavira. Toenda kunotora furniture yedu hre ...