Tete Midhired mune pamuromo kunge muzukuru wenyu imi, zviri kuwoneka kuti mukufara stereki kuti asungwa kubva mada kushamisira ne twuma wings itwotwo moisa kacaption kechibhende 😜😜😜 Minding my own business kudii kwacho taurai nyaya yenyu uko muchingomisa twumu pimbira setwejongwe
Prayers for this woman of dignity of substance Amai Shingisai Suluma Muimbi we gospel not feeling well.you are loved amai
IKo asi Hari yapinda mhepo???? Shame hako #Kamuchachie, aaaah futi veduweeee. Unowana ndaroodza #Fifie #Titie ndomuisa kuBoarding kuna Tanya. Page rako ndoripa #Wasu. ZVINOWANIKWA MUHUPENYU. JERI RAKASIKIRWA VANHU. KO BIRTHDAY BASH TODINI????? HAAAAAA MHANI I CANT BELIVE IT. ASI CHIHORO akatadza kutsipika mhosva dzako kuti usapinde mujeri? Wazviona ka ndosaka ndisinga traste N'anga.CHIHORO IS FAKE I TOLD YOU. That Green and Yellow JERI outfit haina kukufita Chachaldo NDARWADZIWA FELLY FELLY FELLY.
😂😂😂 Hanzi tokupfeka tokuaina! Atanga Chijandukwa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣gokora chairo ukabhendesa ruoko mabhonzo anotobaya skin obudikira, 🦵kana ibvi riri flat but ukagonya bhonzo rinoita protrude ka harirarambe riri flat, zvimwechetezvo nebackyard yenyu Mura! Sunda bhonzo wangu zvifambe! Tsvakiridza kuti zvibudikire, zama zama! Sadhararara😂😂😂Ndoinonzi tsvakiridzo yechivakashureka iyi😂 Gonya Mura Gonya
Musazokanganwe kuti Pattricia Jack akaba bhutsu nemari panhamo kumba kwanaDadiso . Akaba bhutsu nemari yechema parufu. Akasiya akonzera keyosi yakasadharara ipapo neguhwa akatozoita kubvapo achidzingwa. Apo aiva angoendawo zvejende asingatombodiwi ikoko . Chake raive guhwa, kuba, kudya nekudhota chete🙄Akazopadzingwa wani akazhamba akunyebera kupemha mari yebus apo aiva nayo yechema🙆 Kana mazogara zvenyu Zimbabwe ine mbavha ndatenda zvangu🤞
Hooooo nhy ndosaka Faith wakuti nanga nanga na Madam Boss makuhwa anokukurira uchiti mudhoto usina zera
Kana muchida kuona kuti zvine kachi bhishu mukati sei kusingaendewo ana anna nana bee why kuchienda vemidhoto mukuru iwe faith bata uchiziva kuti mrume wemunhu uyo wajaira ana king solomon uchingoti face inonzwisa tsitsi
Iwe vane mukwimba vaye usade kunyepera vanhuusanyepe baba Harare vakatakura takabva neko unless kana ichizo shrinker with time
Hollywood awards Tupac walk of Fame star long after giving MurandaGuru mukando.Iy just shows us cat family kuti Mura anopisa kudarika Tupac uye amoremera Hollywood.Hakuna kana song ya Tupac , Jay Z. Rgian or Beyonce inodarika Rita , kereke dhukeke or chiye Cha sisi vedi Fifi na Herimani.
Wakafanana nambuya vako kwete mai Dzabu