Celebs

June 08, 2023

Musikana Webasa WaMadam Boss Vs Maitt Mai B Na Wasu Vanhu Voti Musafananidza Mai B Nengochani Zvinhu Zvisina Basa

Musikana webasa waMadam Boss vs waMai Titi πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯Sei muchifananidza maiBee nechikwambo cheumwe munhuSaka mofananidza Mai bee nekanhu kasina Basa Sei πŸ˜‚πŸ˜‚ungafananidza mukadzi chaiye nengito here washaya kkkk

June 06, 2023

Seh Calaz Wakamnotanga Uchida Kuti Haude Zanupf But Izvezvi Wakuita Zve Zanupf Hautonyare Here Manje Mubhanditi

Uyo akambotanga achida kuzviita akapenga kt haadi zanu anomira ne ma youth arikutamburaπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ma promoter akabva andzi musamuoe basa ndiye artist 1 kubva last year asina kaan kumboshanda ongade kupesana ne zanu ochirikuroja mpfana kwasara Winky D DiBigman hanti urikuwona kt zanu yakakudzwanya hausikuita kana ma shows ma zimba anongomira newe pa fb hapana hlp yavanokupa,musafire mazimba asingatengi music yenyu

June 06, 2023

Zodwa Rich Aunt Why Kusasheedzawo Macelebrity Edu Aya ChokwadibHavana Basa Muharare Vakadzi Ava Vaipisa Takavaona

Zozo une mawara fani why usina kukokawo ana mummy vedu kumarooro emwana wako? 😭😭😭😭😭😭😭😭😭Kkkk senge feli haaifanirwa kutombomusiya hake cz kumaroro ake na Tinashe akamukokawo wani + haaizive kuti ndo big celebrate re mu zim

June 06, 2023

Nhai Veduwe Tudzeiwo Mbiri Yekunaka Ya Lorain Guyo Munhu Anota Senge Murume Kudai Akushata Nekukura Maybe

:Nhai veduwe chimbondiudzaiwo mbiri yamaipa mwana uyu kuti akanaka ndeipi ini handikuone kunaka kwake ini anotoita kunge murumeAkushata nekukura kukura kwakashata guys

June 05, 2023

Pokello Onzi Anodzida Shamwari Dzeku Growth Point Tanya Uyu Anekachibharanzi So Kuroora YekwaZondwa Ndiye Aingoita Senge Aroorwa Taking Vanhu Mapic Haa Sis Must Rest Chobharanzi

Tanya ane kahubaranzi kaanako so, a private event , no one from the inner circle is posting , iye tsaaaaaa pa village pose , tose tose takutofeela as if taiveko nenyaya yake yekushaya hana , kuita chipfuva . Ndakutotya kumu invitawo kwangu cz haiii

June 04, 2023

Vanhu Voti Gore Rino Macelebrity Mimba Asi Musafananidza Bee Wezhira Nezvinhu Zvisina Basa Tyra Bee Akabva Kuvanhu Not Vakabva Kwachangamire Muponesi

Musafananidze Bee nezvinu zvisina basa Bee akabva kuvanu not idzo dzakabva kwachangamire muponesiGore rino tonya nemimba dzema socialites aya tyra achipona bee anobva atangawo kuvhaira neyake kungoti bee hana ka that saka hatombo trend samai mickey ko anna naroreni vachazvarawo riini nhaimi

June 04, 2023

Wicknel Chivhayo Owundurwa Choya NeNyika Yese Mushure Mekunge Ati You Can't Park Next To Me My Car Look So Fly Haazi Ma Honda Fit Aya

SOME WEEKEND MOTIVATION...My cars look SO FLY you wouldn't want to park next to me...Please dont be offended I'm a very HUMBLE GUY who just loves cars...ROLLS ROYCE PHANTOM , ROLLS ROYCE CULLINAN , ROLLS ROYCE GHOST , 2022 MERCEDES BENZ S500 4MATIC , 2023 RANGE ROVER AUTOBIAGRAPHY D350 SV and 2023 MERCEDES BENZ MAYBACH GLS600...I must apologize and i meant no disrespect to anyone buying so many cars at once but these are just cars I've always dreamt of and wanted so badly...I had been sleeping on top of MOUNTAINS praying so hard for over 3 years now...GOD had to ANSWER me because he is indeed THE GREATEST..πŸ™πŸ™πŸ™I'm saying, and I say this without any fear of contradiction, WE ARE CRUISING NICELY...3,5 MILLION U.S.D WELL SPENT on my fleet...πŸ’ͺπŸ’ͺπŸ’ͺπŸ’°πŸ’°πŸ’°πŸ

June 04, 2023

Tinashe Mutarisi Oudza Sir Wicknel Usashamisire Nemota Hatife Takakurespector Hauna Kana One Munhu Wawakambobatsira Anotambura Muzimbabwe Basa Kuganzira Varombo

If you think we going to respect you coz of the bottles you popped or the cars you drive then go to …. go somewhere else.  Show us the lives you have changed and the opportunities you have created for others then we can talk!

June 04, 2023

Angry Zimbabweans 'Votuka The Late Morgan Tsvangirai Wakauraiswa Nekuda Mhech Kuda Mukadzi Muzanupf Izvezvi Tirikutambura Dai Muripo Baba We Miss You

Ko Elizabeth Tsvangirai ari kuita seiko kuisa zvinhu zviri blurryTsvangirai akauraiswa ne kuda mheche,onganoroore mu zanu kumuisa mumba,nxaa

June 03, 2023

Tete Mildred Vanenyaya Saka Vakazobiirwa Mari Namaitt Mukadzi Mukuru Ketty Said Ndikakufumurai Munowengwa Nehama Dzenyu Dzese Surre Kupa Mari Dzekuurayisa Vanhu

Awa mai awa wane nyaya ndosaka Ketty akati ndikawafumura wanowengana nehama dzese. Ndowaipa Feli mari yekupondesa vanhu zigadzi ziguru nonsenseTete Mildred you have a case to answer. Makapa kamuchacha mari yekuti arovese munhu akafa. Huh panenyaya kana chiri chokwadi

24 25 26 27 28