Celebs

July 21, 2023

Zimbabwean Women Voti Hatiitei Dola Dola Totengera Holyten Baby Mama Chelsea Mota Nechikafu Chemwana Kungosvotesa Holy

Mwedzi uno maghost ngatiitei dhora dhora tiripo over 240k pano toda kuraiser at least 200k toipa Chelsea wedu toda atenge mota yake neimba yake ozvitangira kabusiness kake achizvichengetera mwana wake akarambwa naMujaya.Kupa kune mufaro kunokunda kugamuchira.Huyai nemadhora enyu makasunuguka tipe kuna Chelsea wedu watinoda tese pano😊😊❀️Am a woman saye ehe bt ndomene haichemedze pane pamwe patinoda kuzotsvaga sympanthy muvanhu bt paikumurwa brugwa aizviona kunge ane yese...this only proves kti murume angaite zvimwe zvese bt kune kwaanonyatsoziva kti uku ndokwangu...zvinogaro taurwa bt hanty memuchiti munhu ndewaMwari hezvoi oooh ....iye Mwari panyaya dzakadai anototarisa hake kuside kti umbomamaAaah ndiye atanga ku mitiswa here Chelsea . She need to move in with life mukore uno yo

July 21, 2023

Chichi Onzi Zvimishonga Xvako Hazvishande Kushayawo 1 Akambouya Ne Testimony Ku South Africa Tiudzeiwo

Bvunza vanondiziva ndikatanga newe andipedzi chete problem I will be boosting ur page πŸ˜‚that's why I will stop. Ini I'm not Chantel wenyu naTanya and group....ini ndokupostayi mese everyday, I don't work and I have time .chingoti pweπŸ˜‚so I show u ?chingoti no Ndomuka newe,ndorara newe You scared ghost raNatalie away ka? Ini manje I have time wangu unopamama chete Bawsslady Chichie        Kikky ablocker zvake,dai wablocker cause the more uchindipindura the more uvhindipindisa kumwedziSo is this ghost raNatalie uyo EnchantressπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

July 21, 2023

Shema Oramba Kuitiswa Haasi Munhu Weclout Olinda Chapel Panyaya Dzemari Atorine Problem Mukadzi Uyu And Mari Isiri Yake Why More Than 4 Months Nhasi Wakuti Vanhu Ngavatore Mari Dzavo

I am normally very patient with humans but OC anondinetesa dzimwe nguva. she has such a big heart but pamwe pacho haade kuterera kani. Yvonne Yvette tried to knock some sense into her, begged her even but akaramba achiita nharo. When your friends try kukudzorawo unofanira kudzoreka. it's sad because people really did this for a good cause.Shema hake haana kupusa. Sometimes life is more peaceful when you don't accept money from some people. Imwe mari will haunt you, hold you hostage and ruin everything YOU built from scratch. Already without accepting this money patone noiseπŸ™‰. What if she'd taken it?! SHEMA TV works for the public, not for likes. Varamba kuitiswa nomatter the price πŸ‘πŸ‘πŸ‘.   We will give OC one credit though.... .she made Shema t.v known o

July 21, 2023

Olinda Haana Kunanzwa Or Kunamatwa Na Shema Zvaaida That's Why Akuramba Kumupa Mari Which Was Donated By People This Women Anehutsinye

Shema didn't "lick" her the way she wanted so she then brought in her usual drama. She has low self esteem and also an attention seeker.She probably wanted to control them the way she does to her employees….management ikati kwete. She’s been found out for what she is.   Apart from that, why would she pick and choose new management for Shema? That isn’t her charity.Wow. But this woman though  Unopera strong.   Saka management’s rudeness yatadzisa kuita pass on the funds? Did she want some sort of recognition? Or something?  Honestly!!🀦🏽‍♀️Me personally i believe Olinda akatombo spinner mari iyi mumadhiri ake why 4 months ari zii? Paypal chaiyo inonetsa mu zimbabwe how did she expect Shema to do the

July 21, 2023

Vanhu Hamuna Tsitsi Na Greatman Mumwe Omubiira Mukadzi Nekuzvarisa Mumwe Kumubiira Mari Zvakaoma Hazvo

Jealous down mwana takamuona kuita Orchestra Dendera kings chaiko zvisina kupokana mukati πŸ˜‚Teo zvinotooneka kuti kambivhoo kutadza kutyawo kubirawo chiremaaWebota ari kubatsira... Kana pane mukadzi ane problem seiyo yebota isa comment ndizame kukubatsira kkkkk

July 20, 2023

Mai B Madhumbe Wa Madamboss Vowana Avapa Mari Yestand Ne Business

Unenge uchimbo puhwa mari ko yekut unotonzi garisa chembere yakadai pamakumbo huyai ndikupei mari mai Bee mutange business renyu kwete zvekuswero wacha mabhrugwa emumwe mukadzi changamuka mhai kutochembera kwamuri kuita uku kana imba hamunaBut pa fare munhu u can't be a maid for life even mwana chaiye anokambaira anotarisirwa kusinuka ofamba akaramba ongokambaira for life the parents end up going to see a physio therapistHamusi kuvaziva vasikana vanobatwa zvakanaka ivo vobva vanakawo moyo anopedzisira akukutonga pavana vako coz bond yacho inenge iri that strong akuziva zvese zvinodiwa nevana. Ko makuhwa kunyeya nevana haaa mamaids manyama hamusi kuaziva imiMadam Boss handmufariri  Nyaya yekutora shamwari dzevanhu Nehunyoka ummn Mwarika Mukadzi uyu bodo

July 20, 2023

Cousin Rose Ovhundutsira Noster Kuti Anoita Na 3 Some Noster Oti Ndofumurawo Nyaya Dzako

Cousin Rose stay clearance wadzurirei post yauri wanga uchivhunditsira Noster Richard. Ndati v11 rako ndapihwa ndiri kuriti Nguyen sezvawakaita mwana va mai TT. Uri tsvina iwe kocheni addict

July 20, 2023

Mukadzi Wa Enzol Onzi Dai Kakambopedza Chikoro Kamwana Aka Kakutozvara Apa Enzol Haana Chekubata Kana Stand Zvayo

Kadii katanga kapedza chikoro?.Karikumhanyira kuita mwana Enzo wacho haana kana chekubata vanomupei mwana wacho??Haana kana nestand yese Enzo.Mwana anodawo kuitwa vanhu musiri maroja..Plus sei tisina kuziviswa nezvehurongwa hwemwana uyu pano nhai iwe Enzo?Shuwa kuzoyerekana mwana angonyuka.Asi wakanzwa kuti tirivaroyi?Zvisinei makorokoto.Huye stand unoida Roxy munhu wese haana stand ndofunga une shungu wakafa usina yako kkkkkMusuno maiti havazvare,nhasi vazvara makuti vazvarirei vasati wavaka imbaπŸ™Œ munotoroya chete imi achipoko

July 20, 2023

Bee Wezhira Nemurume Wako Dai Marega Zvekuimba Hazvisi Zvemhu Wese Mune Chido Asi Chipo Hamuna

Hee zvekuyimba hazvisi zvake Chy chakdaro nhaimi πŸ™ŒπŸ»πŸ™ŒπŸ»πŸ™ŒπŸ»πŸ™ŒπŸ»πŸ™ŒπŸ»kana Dorcas wamakamaka arinani kokuzoda kuyimba gospel ndakaseka ahh akakundikana musikana iye akati munhu akaita tumaskirts anenge akutoyimba ndianiko πŸ™ŒπŸ»πŸ˜­πŸ€£πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ€£πŸ€£taiti mashakada afa izvo kupi amukira pana bee iro zi bass ungati amedza gitare ramachesoChokwadi chakanaka inini l don't hate Bee, Mufundisi avo hndinyatsovazive but zvekuimba siirai vamwe pleaseIwe Bee madii mangotinyarawo zvekuimba hazvisi zvenyu ndapota dzokerai muite zvamaingoita kare… Level to level kudii muchinge vanhu vakadzipwa mukuda kusvotesa anani musingagone kuimba

July 20, 2023

Stunner Onzi 43 Years Old Teenager Achalbodii Chaizvo Nehupenyu Hwake Usina Kurongeka Achingoita Zvemahu..re

MAFIRA KUREVA GHOST NATION BY Q Ko mukomana uyu achazombodii chaizvo ne Life yake 43yrs old vachirikuda zveNyengo so.. Madii mamuendesa kuUK aite Nurse kuti aone kushandira Vana wake remangwana ravo since iye zvake zvaramba.. 2 girls Stunner shuwa.. U knw kuti zvikaramba zvakadai Vana vanomitiswa ne kupinda mudzimba nekuda kwe nhamo.. Ngwarira mwananguVarume vanokura here ivava even at 60 anenge achingoda zvembutu

30 31 32 33 34