Izvi zvekungobatisa mhombwe mwana tyra kaa wakufarisa manje mwana haasati adonha guvhu uyo vamwe vanhu vane nyengeredzi hameno hakoSiyai mwana awonekwe usarwadziwe mwana unoroyerwa nehama ketsvina akat mwana wake akaiswa nyengeresi namai vake waniChinguri makabvira, Tyra nhumbu this nhumbu that, varoyi this varoyi that now mava mwana this mwana that hamunete here.Mama Vee Ndiye munhu anoda Tyra thru thick and thin so don't judge them pleaswZvekuti vamwe mhombe mozviwanepi imi muchirohwa sim 2 muchifamba muchiyeredza madhoti
Congratulations Terry 🤩🤩Ayewa izvi zvinodadisa 😍usazobvume kuchengeteswa Mwana asiri wako saGire handitika😒.Kana Gire akazopindura moti ane pamuromo
Muchirikumuterera here kubva paakabuditsa song yeZanu pf🤣🎤🎤Ehe tinosekerera tinoda mari ,chikafu nemunhu wacho zvese 😂😍Stop spreading and preaching Political hatred. Zimbabwe is a Great Country. Democratic. Rega munhu aimbe zvaanoda. Previous years i actually enjoyed Listening to Mbare Chimurenga Choir. Chibhakera mudengaIni agara anotondimara masongs ake andimade andidi vevanhuvanoitasenge avatadzi kaa ahShoko raMwari rinoti remekai vatungamiriri venyika ivavo..kana kukauya Madam Boss futi tinovarumbidza..aripo iyeye ndiye anoremekedzwa.. pamberi neshoko Pastor DhutsModa adiiwo iye atumwa nevakuru ini ndomuterera zvangu zvekutodaro andidi naye munhu uyu anogona zvakeIni zvangu ndagara handisi fan yemasongs ake so neyeZanu yacho handisati ndatomboinzwa 😏😏Mbudz
I'm not happy pane munhu Ane dzinokakata anoona Kuti this is nonsense murume uya ndiye Anga achitoda help Mai iyi iri Toxic uye ano abuser ndeye kumama Mai iyi rambai muchiipa chikafu sitereki but karma knows the adressTariro Muduzi murume anoda help yei iyee anga asingachengeti vana akatora mkadzi ane 16yrs arimhandara kwakumuzvarisa coz akuhura akuti vana havac vake maresults obuda achit vana ndevake murume wepiii anogara muchirugwi achizvibikiraThank you Tinashe mugabe🙏🙏 Soko vanoto sekererawo nhaiRegina Mutanha Ngwebu une proof yekuti haazi kuchengeta Vana ,Havana kudzinga murume pamba? Vanga vasingarambe here offer kumurume kurasa kunyange nyama nekuti vaive vave nemission imiEhe tinosekerera tinoda mari ,chikafu nemunhu wacho zvese 😂😍
Heartbreaking moments as Tapiwa Makore's mother sobs in court. The killers Tafadzwa Shamba and Tapiwa Makore Snr have been sentenced to death. #hmetro #justiceYesssss ropa ratafadzwa shamba nera tapiwa makore senior ndiro richatsiva ropa ratapiwa makore junior thank you lord mhondi dzatongerwa rufu finally👏👏👏🤸♀️🤸♀️🤸♀️Yaa vanouraya zvavo vachatsvaka mairayiro or President vachakumbira hangman Kuna Asahwira vke kubotswana uko or ngavakandwe mu AcidVakarwadzisa havo ndikangofunga kucheka mwana kusvika afa imiweeeee😭😭😭😭😭 vanhu ngavafe
Tafadzwa Shamba was last month convicted of murder while the boy’s uncle, Tapiwa Makore Senor was found guilty of being an accomplice, after he provided his house for the commissioning of the crime.BREAKING NEWS: High Court Judge Munamato Mutevedzi has sentenced Tapiwa Makore’s killers to death.
Wasu arikuto pfeka zvese nema g-string afellyYa Kamuchacha achawana bhutsu yava mvemve iyi Mazuvano akuchena Wasu is even stress freeAkaburitsa rurimi kudai face kunge shato inoda kumedza tsuro
Iwe mbuya masiriri mukokoroshi mhanza yezizi Huku yechiboy , gosht rakanzi larisa June ndere nhundiramutsime yepa UK inonzi changamire is peaceful fungai mutisi akaudzwa nyaya dzako na Noster me gongomutoto re pa Ireland yu foced kety kukupa number dza was u nedza na TT and noster she warned you about kufonera vana ga Mai tt uye kumba kea mister waideiko noster she didn't invited you to come to her house it was your request tseke keep on buying Ketty ma drugs one dae is one dae ,
Mukore uno kudada negrocery matuzvi aya mukadzi mkuru shameHaina kurongedzwa last week here 🙄🙄🙄ava Mai avawo futi show off yachoNdaizviziva zvangu kuti pane shura richaitika chete 🤞mai iyi kupedza week isina kutipinza mupantry mayo senyika , ndakazviziva hangu kuti pane chatichanzwa hezvo snow yakazofumuka ❄️zvekudonha muJoni! Ani iyeye kupedza week asina kutivhurira gedhe repapantry pake? 😂😂😂Zvaitoshura snow paJoni 🤞😑MaZumba munongorwadziwawo nezvinhu zvisina basa, inga Kim Kardashian aitiratidza walk in Fridge yake wani but Americans havana zvavakataura but isu nekuda kwenhamo yemuZimbabwe munhu adya Ice-cream chaiyo anonzi anovhaira mutikwanire
Congratulations haasisina dumbu uyo ....Mwana wenyika yose akaburuka ...Saka Mai Dzambu matotangira RhianaKo mimba yacho hayizvarwe tizorore here haa imika ndeyenzou here kubva riinhiIsu takangomirira kuratidzwa panobuda nemwanaCongratulations Mai Dzabu 💪Saka Dzabu Mukomana here or Musikana 🤩