Celebs

July 08, 2023

Prophet Madungwe Voti Baba Guti Granded Automatic Heaven Entry Pfee Mudenga

Baba Guti has been granted undisputed automatic heavenly entry says prophet MadungweOrder please honourable members😢✅Haarove mutoriro here wamunoti madungwe uyu

July 08, 2023

Muporofita Wenhema Victor Joseph Oti Taona Mukanya Thomas Mapfumo Afa Why Always Prophecie Rufu

Prophecy Continuation  Zimbabwe pray for this Legend to be able to put his house in order with God before his hour here on earth come to an end I see his clock is about to stop.Nditwo twumikono twema dzambarafuta utwu tunongohumana zvisina kana basa chiiko chinoporofitwa pakufa kwemunhu kana muchiporofita chaizvo imboporofitaieo kuti nyika yeZimbabwe zvinhu zvichanaka rini moonawo pakaiswa Itai DzamaraAna duzviman matanga mnje coz makamuona achikwira pa stage akabatiwa rakura gandanga irii siyai izvo mabambo enyu ndoanofa akarisiya maporofita enhemaThe guy is old... Hapana chiporofita apa🙄Matanga because makamuona achikwira pastage last time akabatwa ruoko mukati rengai murotomoke ,iwe ndiwe unofanira kuita put your house in order with God in Jesus name!. kwete mapfumo.

July 06, 2023

E-Creator Yasunga Mbiradzakondo App & Website Hazvichavhurike

E Creator has Officially closed the Application and website , it can not be accessed by anyone anymore. Mari Yatorova sekuseka.

July 05, 2023

Prophet Passion Java’s prophecy on the death of Bishop Ezekiel Guti comes to pass

*Prophet Passion Java’s prophecy on the death of Bishop Ezekiel Guti comes to pass. * It is with great sadness that we announce the death of Bishop Ezekiel Guti the founder of Zaoga who has passed away at the age of 100.  On the 5th of May 2023, whilst Bishop Guti’s was celebrating his 100th birthday, Prophet Passion Java delivered a prophecy whilst fasting in Dubai that he had received a prophetic word from God which revealed to him that Bishop Guti was close to his death.   Prophet Passion warned the late Bishop to get his house in order as his time on earth was now limited.  He further warned him that upon his  death ZAOGA would be divided into two churches.  Prophet Passion proceeded to offer words of comfort quoting, ‘our death is

June 23, 2023

Mai Maketeni Vacekupfekawo Ma Pumper Emagaro Zim Women Chiiko Nekuda Magadziko Amusina Tiudzeiwo

Haiwa kana, nhema chaidzo. Memory Mai Maketeni kana asina chiDzabu , akaenda kwakaenda vana Zozo because harisiro dako rakeba iri🙅Never! Memory iflat base uyu saka stutubheki yakasvenengara kunge svosve remuhuni

June 23, 2023

Lorain Guyo Zamu Trending Hanzi Chii Chakadaro Kuti Rapata Kuita Patapata Munhu Asina Mwana

Haa rakadonha kuita mapatapata chaiwo rekiti ramaiseka rikange nani nekuti rakayamwiwa🫣Nhaimi haana mwana here munhu uyu,so kudonha kwake kwezamu kosekesei asi as if achiri mxkanaZvekuroorwa zvine ropa izvi musiyei amirire kuda kwaMwari

June 23, 2023

Shema TV Pane Akambonzwawo Anodya Bota Rake Here Or Hakutorina Worried Fans Oti Aiwa Atsenga Ma Christmas Musikana Ngaachiroorwa

Asi vanhu vanobvunza fani kuti akaroora here mondikona shuwa chii chamochiva pamunhu uyu same same nevaya vainetsa kupage kwamelly vachibvunza moreboys kuti akaroora here umm maybe choice inosiyana ko tyra asi akatodzinga driver uya wekubuda muroad nediscovery handisi kumuona mazuvanoPane akambonzwawo runyerekupe kuti ano jola nani ichiri privacy or hakutorina munhu I'm worried ane makore mangani uyuPane akambonzwawo runyerekupe kuti ano jola nani ichiri privacy or hakutorina munhu I'm worried ane makore mangani uyu

June 23, 2023

Zimbabweans In Diaspora Kupenga Chiiko Kurasa Hunhu Ichando Here Or Kubatira Chirungu Padenga

Asi kudiaspora kune piritsi rekupengesa chii chinomboitikaShuwa mapenzi ediaspora awandisa,,, loneliness chaiyo ndoinoita zvidaroBvunzawo maZimba mazhinji ariko vanomhanya bani especially vakadzi

June 23, 2023

Olinda Onzi She Never Loved Tytan Kubva Paakafumura Shuramatongo Yake Anoda Stunner 1 X Waasinhakanganwe

Whareva is gowing on Olinda naTy gadzirisanai muvake imba yenyu. Olinda wakadosiya Stunner for good enough reasonS not reason. Usada kuti timu remainde drama rakatanga 2017 rikarunner for 5 strongo yrz. Saka usadzokereko, tokuwinga nebhande ukadzokerako. NaStunner hakuna chaunovaka, bata shoko rangu.How can you build a strong marriage iwe uchodzokera kuma Ex doing maFacetime. Sis Oli Ty came to your life akakubatsira to put your business in place and akaisa a lot of structures Kuti business rakoro rive periri. Ty iwewe dzikama, but ndovona Sis Oli murimi mune problem. Stop disrespecting Ty, give him his place munyumbamo, stop tangling up nemaEx and give marriage yenyu a chance. Sis Oli you if this one fails woda futi kuti pinza busy nemaLive ,nemichato imweni. Haii bodo, haii bodo zv

June 23, 2023

Vanhu 2 Ava Ndovakabata Masecrets Ema Celebrity Edu Anopisa Ma Maid Enyika Ayo Vanhu Voti Musafananidza Mai B Nezvisina Basa

Vanhu 2 ava musi wavanopanduka zvekupanduka chaizvo i think internet inogona kana kutovharwa chaiko.Very loyal indeed.Usafananidza Mai bee nezvinhu zvisina basa ungafananidze ngochani nevanhu 🙄Mai Bee forget shes very good unlike wamwe awo warikunyengera pekugara nezvekudyaWasu ndihouse gero here thanks kune vachabatsira

34 35 36 37 38