Mwari vanosimudza marombe Makhadzi Before and after aiwa chibaba
Madhumbe uyu anombohora marii kugarisa kwaiita zvinenge zviri kumufairaMadhumbe wenyika looking Good 💯
Pane munhu aisa post achibvunza kuti nderipi socialite rinonakidza.Majority iri kutaura kuti ndi Jeki hadzvadzi yaFochu..Jeki huya utore mukombe wako mazuva ano handisi kutambira kupeji kwako handitozivewo kuti urikunakidza neyi asi zvisinei ndiwe watiza nechimuti🔥🔥🔥😊😊Hakuna Noise ku page kwake inongo poster nyaya yezvirikuitika mukurarama haaite zvinoitwa nemamwe ma socialist zvekuswero kungodzura post ku page kwemumwe achiisa Kwake even nyaya dzemuma street haamboswero ku poster asiyana nevamwe vanotsvaga ma likes nenyaya dzana Madam boss nana mai tt uyu mazuvano arikuita zvake ega
Zvikiti muudze mai venyu kuti pavanobuda ,tinenge tava muNew Zimbabwe ,tava nevatungamiriri not vatongi, Saka muvaudze pavanobuda zviya zvekuzhangandira 4hrs live kunenge kusisina vanhu vanenge vava kuita zvinemusoro mabasa avako.
Mai TT's daughters are safe and happy with thier grandparents in Budiriro. A recent post on Mai Ts Diaries Fan page showed Titi & Fifi in Budiriro with Mbuya Murata & Sekuru Murata and everyone seems happy with huge smiles. Titi & Fifi Celebrated Sekuru Murata Fathers day. Many Cat Family members are happy to see and know kuti the kids are safe.
Chiremera chaicho. Next time usatuka muberiki wemuwe. Hazvibude munozotanga kuti takaipa isu magost patoita analysis . Fb hayikoshiwe chekare ne cha nhasi. Munhu ita Chiremera fb hayikoshiwe.
Last week i donated a brand-new TOYOTA HILUX single cab truck and 100 thousand U.S dollars to the SACRED HEART SMALL CHRISTIAN COMMUNITY at ST GERAHDS ROMAN CATHOLIC CHURCH in Greystone Park with pleasure...This was my small way of saying THANK YOU to the CHURCH for all the endless support they gave us as a family during and after my MOTHER'S FUNERAL... Losing a PARENT is the most painful thing on this planet and they made the burden lighter for us...When the head PRIEST drives around using the vehicle for GOD'S work and duties may he remember us in his prayers as we are nothing without the Lords blessings...I was baptized when i was 8 years, grew up in the Roman Catholic Church and actually became an Altar server at school. However when i turned 30 i decided to UPGRADE🔝 🤣
Ayarutsa Pokidhongo..😊 Happy Birthday Nathan 🎉🥂Manje manje muroora👰, after that chizukuru 👼. Aiwa zvinotendwa 🙏So she had mwana ane 17 ? 🤔
Mopower has now become the most Influential Zimbabwean on Social media, Wasu is now running Mai Ts Diaries which has the most following in Zimbabwe. While Mai TT is at Chikurubhi prison Wasu had full access to the page and can do as he wishes. Wasu is a trusted PA for Mai TT and while in Prison Wasu will be running her page promoting and doing everything with the page. People need to put some respect on Wasu name since he is now the most influential person on Social media in Zimbabwe. Related story. Magistrate Munashe Chibanda has sentenced comedienne Felistas Murata popularly known as Mai TT to 12 months in jail for theft of trust property, six months were suspended on condition she does not commit a similar offence in the next five years. She was also sentenced to 3 months in
Out Of Vanhu vese pasirino heyadhuresa wedu ndivovega vane hairline inotangira shure kwegotsi apa uri hairdresser🤣, zvombo famba sei kunze uku, ganvhosta, ndimba ndimba😂. Hairline Manyama Ungati vakarohwa nemheni muzidzoro iro