Calaz na Mai TT vacho vese ndevekudhota munhu kana aba anosungwa zvekut hapana Mutsvene ratova drama ukaona wasvika palevel ramai TT iro hatichapindi pakut hapana Mutsvene coz she didn't do it once or twice she did this several times destroying families nekuda kwemari destroying families nemashoko kupinzisa vanhu mu depression becos of her words , imagine kusvika pakutsvava girlfriend yamhofu kuvavarira kuputsa imba yamadam boss she send pple to beat up SEAN GWETA she send pple to beat up chihera I will laugh to the fullest
If you really love her sezvamunotiudza then I'm sure you care about her kids zvekutodaro and we expect you to keep them in private schools avagara vachienda otherwise vanogona kuzomuka vakuenda kuGlen View 1 High umwe mudiki uyu kuBudiriro 2 Primary kudhuze nekwagogo. Vanozviti The Kittens, itaika plan mubatanidze fees yevana yekuprivate school kwavari kana muri mafans echokwadi. Simba riya ramoshandisa kundiundura , kindly direct energy yese iyoyo pakutsvagira vana fees vasachinjwe kuendeswa kuzvikoro zvekurukisheni because we all know kuti vanonoitwa bhagadhi ikoko. Mafans Itai plan tione 🙇♀️Semunhu wedu watinofarira pano ngatibatsire gogo murata ne mari ye fees vana vasayenda kumhuriimwe pls .then totsvaga mota inotakura vana kuenda chikoroYou might as well do t
Maitt waiti Jeri rakasikirwa vanhu Ndopaunonzwa rimwe richiti jeri rakasikirwa vanhu hiiiiiimi parai mhosva tione kana murimadzvinyangwe musaudzane zvisina basa kune zvirwere uko
Zvimwe zvamoisa paMedia ka ummm nikisi. Who is taking pics thou? Zvoita kungati hatizivi kurwadza kwemimba yooooo
Wasu iwewe mangwana ndoda kukuona wawe kuArea 14 kumba kwenyu kuDangamvura ... Munhu ndakadzidza naye uyu paDangamvura high izvezvi wakuita house gero wamai tt ... Ita mushe Simba ..Kusada kushanda uri murume kusvika pakutimbwa shure . Brat bhasitetiMusadaro mo power, taipinda naye church kwamutepha 🤣ari leader we dance group anotamba zvekut dhuu
Ko zvawaimiramira muchiita go fund muchiti hee hatidi kuti asungwe hino nhasi zviripiko mototangazve kupemha ye bail out zimbuya repakona munoti inyore hre kushanda mari umwe munhu otora odya 😔
Dzidzisai vana venyu kuti mari inoseenzwa mukasadaro vana venyu vachagumira muchipatara or mujeri samaitt Customised wigs available in280% density 310% density To purchase yours contact me at +353830165883 Ketty Masomera
KO masecurity aye aigadha imba yaKamuchacha dai vambomiswa basa because hapana chekugadha at the moment . Mutumbi is laying in State Ku Correctional Facility yeChikurubhi🤣🤣🤣🤣🤣
Tinashe Maphosa, i hope urikurara kwauri ikoko knowing you are the root yeproblem yasomeone. God never fails you played a part in this kutadza kuti uchabhadharawo munhu one. How are you feeling right now knowing you destroyed a HOME. Mai tt was doing well before meeting you, you took a mother away from her kids making them orphans. This is not fair,
1 week achabuda ana Fantan Dweet vakabuda wani . Zozo akakwanisa kuurayisa tsvangirai ..zozo akakwanisa kuburitsa deliwe aponda murume wozotadza kuburitsisa mura hahada makapusa mazimba itiswai sterek .1 week akubuda ende muchasvavaKubuda hapana hapo she set all those bridges on fire. Uyu aitoda kuzviidza chamangwiza zvino musangano unokuratidza gwara.