Celebs

June 16, 2023

Tinashe Maphosa Mukwenyi Batista Hope Uri Kurara Hope Knowing You Are The Root Problem Wakaita Chimuchato Chenhema

Tinashe Maphosa, i hope urikurara kwauri ikoko knowing you are the root yeproblem yasomeone. God never fails you played a part in this kutadza kuti uchabhadharawo munhu one. How are you feeling right now knowing you destroyed a HOME. Mai tt was doing well before meeting you, you took a mother away from her kids making them orphans. This is not fair,

June 16, 2023

Zodwa Akakwanisa Kuburitsa Deliwe Apobda Murume Ngaavhingotiwo Feli Abude Kaa Ndorudo Rwacho Even Ana Fantan Vakabuda

1 week achabuda ana Fantan Dweet vakabuda wani . Zozo akakwanisa kuurayisa tsvangirai ..zozo akakwanisa kuburitsa deliwe aponda murume wozotadza kuburitsisa mura hahada makapusa mazimba itiswai sterek .1 week akubuda ende muchasvavaKubuda hapana hapo she set all those bridges on fire. Uyu aitoda kuzviidza chamangwiza zvino musangano unokuratidza gwara.

June 16, 2023

Maitt Tirikuzovataura Sematauriro Atakaita Musi Wemuchato Mabrides Maid Kushaya One Ateverawo Ku Court Or Kurakidza Rudo Yaa Mune hutsinye Mese Zvenyu

Ma Bridesmaids hakuna kana one akuteverawo nekuti vese wakapera kuvatuka ko ivo Mai Maketeni vanga variko here?Musi wakachata Felistas it was a big deal. Takaswero taura nezvemanakiro emuchato wake and how blessed she is.   Sei musina kuti vanhu vanongo chata everyday Feli ndiye atanga here? Sei musina kutitsiura kuti tiri kurumbidzirei muchato wake as if vamwe vanhu havachate? Handiti maitoti tiite makorokoto    Nhasi kambavha kenyu kasungu zvaipa papi kuti tiri kumutaura? Handiti akauya ega paFacebook achitsvaga fame. Totadza nei kutaura about the Zim Socialite with the biggest following?   Tisiyeyi zvedu tiitaure mbavha iri Famous and broke

June 16, 2023

Vanhu Musazoda Kutora Advantage Pavana Tavekutokuonai In 2 Days Kopanopera 9 months

Vanhu musazode kutora advantage pavana kana Uchida kubatsira batsira nemoyo kwete kuda kutora advantage. ๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”

June 16, 2023

True Hero Job Sikhala A Political Prisoner Asina Mhova Ane 12 Months Arimujeri Not Zvevanhu Vanotoba Zvavo Nekutuka Vanhu

True hero ๐Ÿ’ช not zvevanhu vaituka misatanyoko ๐ŸšฎTisingakanganwe Job Sikhala, a political prisioner aane 12 months mujeri asina mhosva yaakapara.

June 16, 2023

Maitt Is A Simple Axample Ndamba Kuudzwa She Wanted To Prove To Everyone Kuti Ndakapenga Nhasi Zviripi

This is a simple case of ndamba kuudzwa … she does not take good advice from anyone … idofo Feli. She failed to think about her reputation. Now anoshandepi ? Apa brand ratotsva … apa chikoro haana … what a shame really.She wants to prove to people kuti ndakapenga ndo problem yake chete chete then those that claim they love her "vana go Mura" havamuudze chokwadi instead vanongokuza zvese zvese nehumbavha hoyo munhu anyura. Iko zvino munhu akujeri ko ngavachiite mudeme mudeme vabatsire tione. Social media iyi either it can build or destroy you.

June 16, 2023

Maitt Uchadzoka Kubva Kuchikurubhi Vana Varoorwa Tongai Case Yemagonyeti 55k Usd Racheal Mhuru Case 18kusd Mhosva Dzawandisa

Akasadzoka vana vamitiswa๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐ŸคฃGo Mura Go to Chikurubhi ! Mai Tt your life our entertainment. Friday tinenge tinewe na Tongai mu court tichitonga yema gonyeti, next week tenge tina Racheal Mhuru tichitonga yefraud after that tozopinda muneyema round. Gore rino unosvika ku 10 years kamuchachilo. Waifurirwa ne Cat family yakazara ma maids epa South Africa asina kuenda akutyoro, matofo oga oga. Vanhu vaitema mateacher nerekeni unoti vaiku advicer chii chinemusoro.... Manje kuChikurubi kubani, winter ino unonye ne chandoMa truck 2 ake ,they both had agreed kuti a advertize ma trucks ndobva amaisa pachibadzwa che $17 thousand ndobva achinja mapepa ema truck ,the trucks were for $56 thousand akapa Tongai $4 thousand saka she owes $52 thousand , Kuna Tongai ,they will be in court tomorr

June 15, 2023

PP Voti Maitt Vari Patight Like Never Before Mhosva Dzavo Dzawandisa Yekuba Trucks Worth 52000usd Cade Opened Zvakaoma

Shame hapana kana chekupembera apa.Mai Tt is now in an even tight spot than ever before.Thank you PP nekuramba kutengwa๐Ÿ™๐Ÿ‘๐Ÿ‘.Criminal record iyoyo ndiyo yatanga tichitoda kanga kajaira kuti madocket anoraswa nekuti now she will be classed as a repeat offender.Zvikiti dai madzikama henyu matongonamatira mai venyu nekuti next court case starting soon yemarhorhi maone.She actually falsified madocuments akatengesa midziyo yemunhu.This carries a custodial sentence.She will pay chete kubira vanhu kwaakaita.Evry dog has its day.

June 15, 2023

Maiitt Vakarwadzisa Vakawanda That's Why People Nema Celebrity Are Celebrating Her Downfall Dzidzai Kugara Nevamwe Zvakanaka Kushaya 1 Munhu Amira Naye

Musanyeperane if you cause people pain, people will celebrate your downfall, kuno kune indictment irikuto celebretwa. Zimboz sooka, we don't join hands and sing kumbaya for people who benefit from stealing from others. Hatidye imbwa nekunyara.Nemaceleb biyake zii kunge vasipo Mai mwana kana one aposta achiti it is well Mura. Vanhu vaneta nehunhu hwekiti. Kiti inoda kumbodisciplinwa iyi. The way they are minding their business ka! Ungatoti hapana chirikuitika mutown idi oo๐Ÿคž Haavengwi uyu but hunhu hwake ndohunovengwa kunyanya mukanwa make munoda Jik chaiko. Dai apiwa zvimakore mukati. Mbavha yomunhu.

38 39 40 41 42