Kana vanhu vauya vachitaurawo side ravo tinozvitenda.Ndiko kuti Influencer uku Mhosva..Welldone for addressing this E Creator issue and waita basa nekuchenesawo Madam Boss.Sorry tambokubhombai pano asi hatichade mbavha.Next time itai due diligence.MADAM BOSS and MHOSVA you are now cleared nezveE Creator chiregai timbofokasa nezvaMudhoto Joey dzanga dzawandisa nyaya dzacho dzehutsotsi zvanga zvaneconfusion.
🤣🤣🤣🤣🤣🤣pressure yatakapihwa unotoona sekuti you are unfit to be a parent vamwe vachipa vana mota pabirthday iwe uchitatarika kutenga cakePlease parents stop putting unnecessary pressure on kidz... Let kidz be kidz let them play and enjoy their childhood, don't use them as porns in your game of chess
Saka iwe Madam Boss tochitoudzwa neguhwa kubva nanaMakhadzi kuti wazvara?Ichokwadi here ichi kana kuti Makhadzi wacho arikungohumana.Dzabu tabva naye kure achiri silicone tine kodzero yekutoona achidhonzwa musoro kuti abude
Kelly Khumalo laughing at Felistas Murata Let’s analyze this situation clearly. This drama started when Feli married Tinashe unexpectedly without order. Secondly borrowing money from Mildred that belonged to a deceased man and thirdly when the helicopter pilot died. The cake was upside down which is odd. It might look like a design but that represents the opposite of being upright which means chaos. This reflects that everything was set for her to be doomed. There was no blessing of any sort
The lawyer who is trying to get her off the hookThis should be a lesson to all. Consider ur situation before committing. Izvi zvekuda kuzopa tumareasons twekuti usavharirwa hazvina deal. Kumedza bhonzo kutemba huro. Ndinevana Ndinechirwere bla bla Pawaipara mhoswa waisaziva here kuti unezvese izvi. Waiti uchazoita sei. How many single and positive mothers out there varikugwesha coz they cant afford a flamboyant life style. Munoti havaidewo? Havagonewo kujuta vanhu here? They chose kutambura coz they know the consequences. Let her face the consequences. Dai akavhara vanhu achida kuwana mari yekuchipatara or yeschool fees better. Kuvhara vanhu kuti uroore murume??
Maitt The PP Monalisa Magwenzi who received info that she may not be eligible for community service.
Mai micheka ari kumbozama kumira nembavha yake gongomutoto ari kuti ngazviende zviende zvigoendaaaaa
Ichoo chakupererwa, unodziva 12 months iwe usina info uchiita yekutsvagiridza yenhema, souljah luv takamirira nyanya yake neyapilot, rega wakashandiswa naFeli wakadzungaira kuzotebga hembe🤣😂😂😂😂ko iko kuspender kumba kusiri kwako🤣😂😂😂zidununu, akakugona Feli aisakuudza zvelife yake too much wakabva wabuda usina info😂😂😂😂huya hako ungotaura ana gomutoto vako 🤣🤣🤣🤣or siisi maisiriiri vakumbokutsvagira zvimwe zvekuti upenge nazvo palive
Nhaiwe mai bee ko uri kuvavarira chii shuwa mkadzi mkuru akaita sewe anoswero batiswa tsoka unombopiwa mariiko tyra namai tt vakafanana kuita vaskana vebasa hobho umwe anomukwenya kumusana umwe anoisa makeup vana madhumbe vari munhamo ava
cGuyz saka munotoenda ku church apa motoparidzigwa shoko ra MWARI CHAIRO Imika..vanhu ava vanongotyisa chero wakabatarira chaiko,,pane ka hu cult mukati