News

June 03, 2023

Vanhu Voti People Will Never Take Kettina Serious Dai Aita Register To Vote Isu Toti Mebho Totomuda Akadaro Arikutogadzirisa Nyika

Takatomutora serious kare. Ketty has finished her mission kare and vacho that were targeted by her message which is vanhu vema rounds, potential vanhu vemaround and macompany vakatonzwa message kare and they are staying clearance of maitt which was the goal. The rest is entertainment and we are here for it nema stars โœจ zvese ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ go ketty goDai Ketty achitomhanya neregister to vote zvirinani, izvi zvemaaudios azvishande and taneta. People will never take her serious cz anonyanya zvinyadzi nekakusakwana so, izvezvi nyaya dzemari yemaround akangozvitaura 2days zvikashaya basa cz akungohumana. And vese vezvikwereti vakaenda kwaari chikiti achangoti endayi mobhadharwa kufacebook ๐Ÿคฃ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚. Corruption yemuZim ungazoigona here iwe hakowo kettina๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃana Hopewe

June 03, 2023

ZUva Habane Oti Ane Vanhu Vane Ma Sextap Ake So Akadzidza Kugarisana Nevamwe Zvakanaka Not ZvaMaitt Nudes Handlers Havadi Kuitwa Rough Guru Rinosasikwa

Ini ndine munhu one ane sekisi tape . Ndakatodzidza kugarisana nevamIwe zvakanaka nokuti  Ba Megan akamuka akavhura shabhani mwando ndamama ๐Ÿ˜ฉ๐Ÿ˜ฉ๐Ÿ™ˆ๐Ÿ™ˆ Why do you think handimbovatokonye ๐Ÿ˜‚?Me checking up on all my Nude handlers ๐Ÿฅด๐Ÿฅด  hevoyi guys I’m just checking up on you , I’m not ignoring you or ghosting you my sweet chocolates! Just a bit tied up.๐Ÿ‘€

June 01, 2023

Gongomutoto Felistas Kettina Shawari Yako Ndomatch Yako Chaiyo Zvaiwana Ngwarati Go Kekkt Goo

Gongomutoto ๐Ÿ˜…๐Ÿ˜…๐Ÿ˜…๐Ÿ˜…๐Ÿ˜… iyi ndiyo match yaferidhongo manje iyi. Kuti geje geje vanonyatsokuindiranaHenarooo zvaiwana ngwarati kumama ichifamba. Gore rino ngwarati yakazozvimamira saka hazvipere mushe namadzimai Nduku

June 01, 2023

Baba Titi Varikutofara Zvavo Nezvirikuitika Vachitadza Kuchema Nababy Mama Hutsinye

Nhasi baba titi vanemufaro honha nyemwerero๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญmurikufarei baba imi muchitadza kunyararidza baby mama munehutsinye fani baba imi

May 21, 2023

Fungai Mutisi Madam Boss Sister Tells Maitt Ungapiwa Mbiri Nemafollowers Ako Go Mura But Haufe Wakaita Peace Nezororo Mumoyo Mako Haurare Hope Dzinerugare

When your followers hype you on Facebook but deep down you are sad, guilty and still trying to prove a point ! Pride kills ! It’s a silent Assassinator! Burukai pamusoro pamakazviisa, hupenyu huendeke. Uchanzwa rimwe richiti - ndinoshaya content ! NxaaaโœŒ๏ธ Changamire Is Peaceful! ๐Ÿฆ๐Ÿฆ๐Ÿฆ

May 21, 2023

Pakafamba Dhiyabhorosi Nyoka Apa Nekuda Kwegodo Neshanje Zvemashamwari Muchazvirega Henyu

Pakafamba dhiyabhurosi nyoka apa ๐Ÿค’๐Ÿค’Kana mada zvehushamwari be yourselves around each other. Appreciate your friend nezvaari and never try to feel you are better or you can surpass who she is. Let your competition be you you you and get nothing but inspiration from each other. Don't also listen to makuhwa and sidestep one another. Accept that your friend has other friends and you can still enjoy each other's company masangana. Zvimwe zvese you know what to do

May 21, 2023

Jah Prayzer Arikudiridzira Garden Rake Nemisodzi Yevanhu Fans Not Happy Nechiremera Song Yaakaimbira Zanupf

I'm officially unliking the song, shame it was now my ring tone๐Ÿ˜ฅ....pasi nemhanduuuu mharapatsetsetse Zanu PFMazviwona kaa kuti Album rakayimbirwa Zanu.. Jah Prayzah ukudiridzira Garden rako nemisodzi yevanhu ๐Ÿ˜ข. Mwari havadhakwe ๐Ÿคž

May 17, 2023

American Millionare Rutendo Samaz Welcomes Tete Mildred Kutsapfu Family Hanzi Mave Tete Vangu Not Va Felly

Welcome tete vedu ku Tsapfuldo family strong beautiful legs wonzwa rimwe richiti une tsapfu dzinenge dzembwa yakazuzumira bin . Tsapfu people ahoy. Tete Mildred maswera sei ?

May 17, 2023

Madam Boss Vonzi Hapana Chamakasiyana Namai Tt Kuchata Fake Iwe Wane 38 Years Uchichengeta Murume Hauna Kana Imba Zvyo Saka Usatomboseka Zvako Dzikama

Madam boss votoudzwa chokwadi kunzi kusekana kwana kamba usaseka maitt iwe unotoraramawo fake Life.

May 10, 2023

Pane N

Panofanirwa paine n'anga yakasina kubhadhara chete kanhu kenyu ikaka.Ndiyo iri kukonzeresa nyonga nyonga yese iyi I

5 6 7 8 9