Sunday, July 12

Videos

PHD Ministries

  • July 12, 2026
  • 50

COS Nurse Abatwa NemaNyoka Akapazha Kuseri Kwe Flat

COS Nurse Abatwa NemaNyoka Akapazha Kuseri Kwe Flat  ...

  • July 12, 2026
  • 50

Zvinorwadza Izvi Nhai Mwari

Hi Zim diaspora ndine ndine musikana wandaidanana naye nduchi kuZimbabwe now lm in SA ndakawanda basa rakanaka rehugarden boy kumayard zvekuti kana zveDudula zvese izvi hakuna   Saka ini nemusikana uyu tiakatanga kudanana tese ndichiri KuZim then pandikauyawo kuno in 2025 ndikamutoresa passport akauya achigara nesister yake taionana maweekends Saka Muna Feb gore rino ndakamuudza kuti ndakuda zvekuti tigare tese ndabatawo 2500usd ndikuda kuroora akanditi ishoma Baba vangu naTete vakati hauroorwe nemari iri below 4k chikundirwadza mwana vawo ndini ndakamutiresa passport uye ndakarara naye kakawanda ndakamuwana asiri mhandara every...