On a lighter note vanhu vakatamba manhanga matete Kuwadzana nezuroWhy not nziyo dze church pavana mweya yavo isvike in peace . Zvemagaro izvi zvoda isu vanhu vakuru kana tafa nekuti zvataona nekubata zvawanda kana mweya ikasvika yatenderera sechiuno ndikokoMazimba tambiro yanoita parufu so inonyadzisa Hmmmm parufu rwevana ????Izvi hazviiti parufu rwe vana, asi munhu mukuru. Uye nefiro yakaita vana simba racho rinobvepi nhaimi.Manhanga matete apinda papiko vana vamakuzunzira seri vakange vakuziya wakadzi ere aah miswai kan. Pamwe ndizvo hazvo kut vanhu vambonyevenuka nekuseka zvavo. Let me not judgeCulturally jiti is acceptable pama funerals as a way of diverting the mind from grief , I however find this type of dancing unacceptable consideri
The Nyathi Family revealed their Facebook payout for September — a massive $9,712! ?? Even though people often criticize them, especially about Mai Nyathi’s dressing, it turns out all that attention works in their favor! ?? The more people talk, the more money they make....Sometimes hate really does pay — literally! ? #zimbuzztrends
In a stunning show of generosity and power, flamboyant businessman Sir Wicknell Chivayo has reportedly handed Toky Vibes a brand-new Toyota GD6, along with US $85,000 for the vehicle and a further US $50,000 in cash, following the artist’s failed album launch at Alex Sports Club. According to sources close to the camp, Sir Wicknell decided to step in after noticing how the much-hyped launch event failed to draw the expected crowd and left the rising star financially strained. In a move that has since sent shockwaves across social media, the businessman is said to have personally delivered the luxury GD6 to Toky Vibes as a “motivational gift” and offered the cash to help “rebuild and come back stronger.” Videos of Toky Vibes receiving the vehicle and hold
Scenes at the funeral service of the Kuwadzana boysKo sei Mwari muchitipa nguva yakaoma???? zororai murugare vanaKuri kwedu tongotora zviyo toisa mukanwa tovhara tobatisa kapfumo muruoko panomera zviya zvaendwa vanopedzerana zvavo
The families in Kuwadzana have expressed their dissatisfaction with the man who opened the car boot before the police arrived. They shared their concerns directly with the Mayor of Harare, Jacob Mafume.
Kunyepera kupusa chaiko chii chakadaro kana muridzi asina kuisa iwewe woisa manje zvinorevei . It’s good hake akumbira ruregerero awona kuti akatadzamusikana uyu aisa video re lost in ashes kutick tok maiweee ange apinda busy mai tt vatombomu poster vachimutsvaka ndopaazoisa this video achikumbira ruregerero. But pachokwadi she was wrong zvake musikana uyu why ku leakosa video ndiko kuroya regai mai tt first vadzosa mari dzavo veduwe. She worked so hard for this . Anyway page rake gone maita basa apa I stand with mai tt zvangu
SAD ?| Pane accident this morning at the corner of Tongogara and Blackstone road in the avenues in which a Kombi driver adonherwa neKombi yake ikamupwanya musoro while fleeing from a police motorbike. Afira on the spot.Saka agonei manje ? Mapurisa anouraya vanhu here ? What amount can be equated to life ?Mapurisa akaramba achisekererwa topera tese kufa akungoda kumamiswa chete. Zimbabweans are too soft for absolutely nothing.Zvaizvezvi Police yeZm mhata dzana mai venyu mangwanani kusvka manheru nepakati pehusiku
Social media is buzzing after reports that Queen Jean Gasho — the Queen of Kubala — may have called immigration authorities on King Etehene and his handmaiden Esnath, allegedly over jealousy. Rumors suggest Queen Jean was unhappy about the growing closeness between the King and Esnath. Immigration officials reportedly made a surprise visit, sparking royal drama and online debate. Meanwhile, the Queen has been spotted living lavishly in a 5-star hotel, dressed like a celebrity and owning the spotlight. Fans are divided — some call it power play, others say it’s pure jealousy. ?? Royal tea is brewing, and Queen Jean is right at the center of it.
Pabuda nyaya inopisa iri kufambiswa pasocial media nezvekuti musikana wema uto akatombodanana nalandlord wepamba pavano lodger. Zvinonzi musikana uyu anga achigara muimba iyi kwemwedzi yakati kuti achibhadhara mari shoma sezvo ari muchiuto, uye landlord akazopedzisira ava kumuona zvakanyanya kupfuura semu lodger. Vanhu vakatanga kuona maitiro avo achisiyana—vachibuda pamwe chete, kuita nguva dzakareba vari vaviri uye kuoneka vari muchokwadi chakanyanyisa. Izvi zvakakonzera mapoka evavakidzani nemasocial media pages kutanga kufungidzira kuti pakanga pane chimwe chinhu chiri kuitika pakati pavo chisiri chekugara chete. Zvinonzi zvakare hukama uhu hwekudanana hwakazopera zvakashata mushure mekunge vamwe vakavapopotera nekuti landlord akange ave kushandisa hukama hwacho kubatsirwa
: A frantic alert has been issued for three missing children in the Kuwadzana Section area of Harare. The disappearance, which is causing widespread concern, was announced on social media this evening, Thursday, 2 October 2025. The alarm was raised by Bishop Nyasha Manhango of the Bethesda Apostolic Church, who released a public notice addressed to the church’s Secretary General. Their names are Reynold Mukudzei Matsiwe (3) , Anopa Muzanago (1) and Anotipaishe Muzanago (3). The notice, titled “RE: Missing Children Kuwadzana Section,” urged the community to join in a collective search effort and immediately raise awareness (raise Awareness) of the situation. The key points from Bishop