Moira Night X wife yemubhanditi seh calaz otukwa nemafans kuti Moira izvezvi wakudya maremoni nema apurosi. Wakafurirwa kunzi rumba murume Seh calaz ukabuda uchivanyadzisa kuti vakakupa siki vanemasofa akabooka .Izvezvi Ave boss Jambucha ndoyave breakfast kumbarenfosaka une ma foren heroes.
Maitt team rese rekuchamdo rawange uchishamwaridxana naro rse wakanetsana naro one by one Tete Mildred,Senseni Mai Mazowe,Rose. Kwasadza KuZimbabwe hauna waunowirirana naye wakanetsana nemunhu wese Kuchando wononetsana futi nevanhu vese vanga vachimira newe?who is next problem yako ndeyei zvino usambonetsana na Ketty anokupedzera hako.
Sir Wicknel Chivhayo ne Sister yavo Madeline vorwisana kamakura Paguva raamai vavo vakafa. She said" it is of no use to decorate a grave when you couldn't support her when she was alive,vari vapenyu no now moda kuvaka ma upstairs kumakuva please spare me the bs. Tombstone Don't Mean Nothing to me nyangwe Mukatenga Tombstone Regold give me my flowers when I'm still alive kwete kuda Kuonekwa onekwa kumakuva nxaa".
Joseph Madziire Zimpraise akubhowa ma fans ake nemhuri yese yeZimbabwe yave kuti Josepha zvauri munhu waMwari urikurongei na Mellisa Makwazha wawakaroora 3 years ago tese tanga tiripo tikazviona but nanhasi hapana chafamba. No muchato ,no kugara mese;no mimba nhai iwe Jose usazomuka wakuita zva Maynard Manyowa pano makutijairira varume imi.pindura ?
Vanhu voti tete Mildred Midhu get were soon inga Taikutsiurai wanikuti soyana nekuzemberana nenjapisi yekwamurata Felistas zvino zvamuchafa ne BP mamatochembera zvakanaka. Nezungairwa rekwaMurata nhasi muripi Midhukana muchiudzwa hamunzwe tamba namaitt at your own risk hino inobvepiko sirivhera nendarama ramaimupa hamuna mwana mukomana here mototora feli Mwanawake
Vanhu Voti Shema TV and Teo events dai mambomira zvekuda drama nekuda kuchatosa Mai Ruva nababa Ruva varwere musha vese vanoda chipstara not zvanuri kuita. Shema dai ambobatsira Mhuri yana baba Ruva yese Kuiendesa ku psychiatric hospital.
Munyori oti Justice for tete Mildred let's go fund her mari yake muchidimbu tirikuti tete Mildred married Kamuchacha ,maitt mukadzi wayete Midhu she paid loyola for Kamuchacha. Aah mumhu akaroya felustas senyika chimunzwirawo tsitsi ofawo here arimunhu wekupemha nekupona negwakumukwakuu.
Munyori oti "Hanti mamuona Shema wenyu akubuditsana neweti dzevanhu kunyadzisa mhuri iyoyi oti kuvatambisa jiti nekungoimba imba every 2 seconds otizve kuvamakisa ne Zimbabwe yese zvimwe hazvisi zvekuposta. Anyway Mai Ruva vanoda kumborohwa zvekuti vanomhanya vachi zviitira wetii.
Ruzhinji rwoti relationship ya Zimpraise Joseph Madziire and Mellisa Makwazha Mai Elder yakashaker 2 years varoorana asi havagare vese chii chingadai chirikuitika. "Based on their relationship Joseph and Mellisa unotoona kuti mbuya Neganda havasivo vega vakafira mahara dzaroce 2 years achifuga gumbeze naamai vake apa akaroorwa at the same time Melisa chii
Bee Wezhira oti Ave kutosvotwa nemarriage and wedding isina kana one months chii chakadaro chinenge ngozi.This is supposed to be the happiest days of her life honey moon phase zvino zvikatptanga kusvota zvadhakwa. She said" Mamood Manyama waking up annoyed for no reason mumwe nemumwe ane day raanongomuka akamudhura".